Kennedy Space Center

Kubva Wikipedia
File:Saturn V aerial.jpg
Saturn V yakatakura chitundumusere Apollo 15 kuPad 39A mugore ra1971.

John F. Kennedy Space Center (KSC) inzvimbo iri muAmerica yavanoshandisa kutumira zvitundumusere paNASA izvo zvinoshandiswa nevanhu kutanga Zvita mugore ra1968. Vehicle Assembly Building (VAB) pachivakwa ichi ndipo panogadzirwa zvitundumusere uye chivakwa chikuru chechina pasirose ndicho chikuru kubvachapera kuvakwa mugore ra1965.

Kennedy Space Center inonwanikwa muMerritt Island muFlorida. Vanhu vanosvika 13,100 vanosevenza ipapo.