Mheu

From Wikipedia
(Redirected from Kabanzu)
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti mheu (small piece or particle in English) rinoreva kamedu kaduku-duku, katopoka kechipi zvacho chinhu. Shoko iri richange rakakosha kutaura pamusoro pemheu dzinowanikwa kuScience dzinosanganisira atom, electron, proton zvichingodaro.

Tsika[chinja | edit source]

Jesu vakataura vachiti, "Munyengedzi tanga wabvisa danda riri muziso mako, ugozoti wobvisa kabanzu kari muziso romumwe."