Ishwa (termites) kapuka kanobururuka kanobuda kubva pasi zvikurusei pachuru munguva yokunaya kwemvura. Ishwa dzinobatwa dzichizokangiwa kuti dzidyiwe. Ishwa kana kuti shwarara dzinokwanisa kudyiwa dziri dzega kana kutoseveswa sadza.