Ibvi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Ibvi (knee) ndiyo chikamu chegumbo chiri nemberi panogonya gumbo. Muvanhu vatema ganda repaibvi rinenge rakati svipei zvishoma pane riri kumuviri wose.