Hwaro hweChivakwa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuHwaro (kuvaka))

Tiri pakuvakwa kwemba Hwaro (Foundation in English) ndipo panotangirwa kuvakwa imba pachitanga kuwarikwa zvidhinha.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hwaro kana bwaro (Raised floor of granary or of similar building).
  • VaChewa vanoti tsinde (the base, heavy end).

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Mururimi rweLuwanga vanoti mulwalo (adv. underneath; below; mulwalo we imesa 'under the table').