Hutong'o

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Hutong'o (toughness) zvinoreva kusimba kwechinhu kwekusada kutatamuka zvakaita serunda kana richifananidzwa nemunyepfu wenyama.