Homwe
From Wikipedia
Homwe (Account) chinyorwa chine nhamba nezita remwene wacho chinova ndicho chinotaura:
- Mari yakachengetwa kubhanga
- Mari yatorwa kubva mubhanga.
- Mari yakaperekwa kubhanga.
- Mari yakakwereteswa nebhanga.
Homwe inodaidzwa nenhamba inonongedza homwe iyoyo chete. Nhamba iyi inodudza zita rebhanga rakachengetwa homwe, bazi rebhanga racho, uye mhando yehomwe iri kushandiswa.