Hari imhando yepoto yakaumbwa nedhaka. Kune marudzi ehari akasiyana-siyana anoti: hodzeko; tsaya; tsambakodzi; hadyana, pfuko zvichingodaro.
Denhe zvinoreva hari inochengeterwa hupfu.
Tsambakodzi yeSadza
Pfuko yeHwahwa