H

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChishona a /H/
Hh Hw
Hl Hlw
Hx Hxw ringai hxada
Mabhi Matsva
Hy

H (kana "h") ibhii rechisere rinobva kuBumbiro re Mabhi eChiratini uye ne Chikriri rakabva kuBumbiro reMabhi eChigiriki, uye rinoshandiswa wo mukunyora mumitauro zhinji pasirose, nokusanganisa Chishona kwarinoshandiswa pacharo ne nzvovera kana kuti rinobatanidzwa nerimwe nzvanyira kusika "bhii" ridzva, senge /hw/.

Mashandisirwo a-H[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Hana
  • Handa
  • Hari

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

tarisai futi: Mabhi eChishona