Guvhu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Kupfeka guvhu richionekwa

Guvhu (belly button, navel) inhengo yemuviri iri padumbu inoratidza pakabva rukuvhute rwaibatanidza mwana ari munhumbu kuna amai vake. Kana guvhu rakabuda kunze rinonzi guvhudende.