Gonyonhanhatu

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo Pimanyika gonyonhanhatu chiumbwa chine mativi matanhatu nemikwava mitanhatu. Zvidowo zvechizinga chinogadzirirwa huchi nenyuchi zvine kuumbwa kwakaita gonyonhanhatu.

Chiumbwa ichi chiri pamupanda wegonyozhinji.