Gonyoina sambambiri

Kubva Wikipedia

Muchidzidzo chePimanyika, gonyoina sambambiri (trapezium, trapezoid) chiumbwa chine mativi mana; zvakare chine mativi maviri akati sambamba.