Gara

Kubva Wikipedia

Chinyorwa chino chinounganidza zvinorehwa nezwi rinoti gara.

  • Gara (Wild animal, carnivore).
  • Gara (Many. Much) apa kureva zhinji.
  • Gara (Sceptical assent) Gara ndiye: is that really him?
  • Gara kana makara (Inaccessible place e.g. in a hill).
  • Gara kana makara (Ember) apa kureva vhunze.
  • Gara kana makara (Convulsions of child). kana kuti berevere, buka kana dzuni.
  • Gara, chivingwi, garanyanya (wild, savage person) apa kureva gandanga.
  • Gara (1. Be seated. 2. Live at; stay at. 3. Last. 4. Stay away from).



Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.