Dzvinyu
From Wikipedia
Dzvinyu (Lizard in English) imhuka yemusango inokambaira pasi. Mhuka iyi ine makumbo mapfupi nemuviri wakareba nemuskwe murefu. Iri muboka remhuka dzinokambaira.
Tsumo [chinja]
- Dzvinyu kuzamba zuva huona bako.