Dzinokambaira

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Reptile003d.jpg

Dzinokambaira iboka remhuka dziri pamupanda wemhuka dzemuzongoza; mhuka idzi dzine mapapu; dzine makwati uye dzinobereka dzichikandira mazai. Boka iri mazuvano rine mhuka dzinoti: kamba yepadunhu; kamba yemumvura; madzvinyu uye makarwe.

Boka remhuka idzi dzine makumbo mapfupi anoita kuti dziite sedzinokambaira miviri yadzo iri pedyo nevhu.

[chinja] Tsika

Chirevo

  • Chidamoyo hamba yakada makwati.
Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro