Dunhu reMashonaland Central

Kubva Wikipedia
Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMashonaland Central riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMashonaland Central

Dunhu reMashonaland Central rimwe remazunde ari munyika yeZimbabwe. Nharaunda yezunde iri yakakura 28,347 km² uye rine hugari hwevanhu 998,265 (2002), ava vanhu vari zvikamu 8.5% zvehugari hwevanhu veZimbabwe. Guta reBindura ndiro guta guru redunhu.

Maruwa eMashonaland Central[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zunde reMashonaland Central rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti: