Dowera (nyoka)

Kubva Wikipedia

Dowera (Mole Snake) imhando yenyoka inowanikwa kuchamhembe kweAfrica. Nyoka iyi inoreba kusvika 2m, uye ine musoro mudiki nemhuno duku. Nyoka iyi inowanikwa paruvara rwe yellow, grey kana black. Ruvara rwacho rwunoenderana nenzvimbo. KuChamhembe kwerwenze, nyoka idzi dzinonyanya kuwanikwa dziri nhema, asi kumaodzanyemba kwerwenze dzinowanikwa dziri brown, grey kana yellow.