Kudosha
(runangakatsva kubva kuDoshwa)
Shoko rokuti kudosha rinoreva kushungurudza munhu nenzira yekumubvunza mibvunzo yakawandisa. Vamwe vatauri vanoti kunhosha.
Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira inonzi interogating kuEnglish.
Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Vasungwa vehondo vakadoshwa nayo mibvunzo kuti vadudze pavakanga vaviga zvombo.