Denderedzwa reChiedza

Kubva Wikipedia

Muzvidzidzo zvinotevera: Taranyika; Kupimanzvimbo; neJekanyika, Denderedzwa reChiedza mutsetse unokamuranisa divi reEarth rine chiedza nedivi rine rima. Pakuzeya kunoita nyika ichiita monerapo kamwe pazuva, hafu yenyika inenge yakatarisa zuva, imwe hafu iri kudivi rakapesana nezuva. Divi rinowana zuva ndiko kunenge kune chiedza, divi rakapesana nezuva ndiko kunenge kune rima.

Tsananguro izere inowanikwa pachinyorwa Mwaka yepaNyika.