Dendere

Kubva Wikipedia
  • Dendere (ideo of Following a path without detouring). Uchibva kuchikoro iti nenzira dendere: come straight home from school.
  • Dendere reShiri kana chitsaka (1. Bird's nest 2. Woven nest for poultry, gen suspended below eaves of house) apa kureva chirukwa chinoitwa neshiri ichishandisa huswa kana tumiti seimba yayo. Rinoreva zvakare chirukwa chinoitirwa huku dziri kurindira mazai chinorembedzwa muberere rehozi kana imba.
  • Dendere kana matendere (Any thing which describes an orbit) apa kureva zvinhu zvinofamba zvichipoterera zvakadai semwedzi unopoterera zuva pamazuva makumi maviri nemanomwe (28).
  • Dendere kana madendere, Fatigue (plural form more common).

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.