Datya
From Wikipedia
Datya (frog in English) imhuka iri pamupanda dzehugarohuviri. Datya rinogara mumvura uye rinogarazve padunhu. Kune dzimwe nzvimbo datya guru rinonzi dzetse rinodyiwa nyama.
Mamwe mazita anopiwa anoti, dafi kana kuti chura.
Tsumo [chinja]
- Datya kugara mumvura sandi kunwa.