Dare (bhero)

Kubva Wikipedia

Dare kana kuti bhero chiridzwa chinoridzwa kuudza vanhu kuti nguva inotanga kana kupera chiitiko yakwana. Dare rinogadzirwa nesimbi.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mitauro yeAfrica[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Elip vanoti ì≠bèⁿgé (n. bell) kureva bhero.