Dare kana kuti bhero chiridzwa chinoridzwa kuudza vanhu kuti nguva inotanga kana kupera chiitiko yakwana. Dare rinogadzirwa nesimbi.