Danhiko

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Danhiko (staircase in English) zvinoreva hukwiriko hunoshandiswa kukwira nokudzika kubva padara remba riri pasi kuenda pane riri pamusoro.