Mukorezana

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChizana)

Mukorezana (nge. century; mamwemashoko: zanakati, zanagore kureva "a thousand years; a thousand seasons") rinoreva kuverengwa kwemakore zana (100) zvichibva pagore rechi(xx01) panotangira zana racho kusvika pagore rechi(x100) parinoperera. Somuenzaniso mukorezana we19 chakatanga mugore 1801 chikapera mugore 1900; mukorezana we13 chakatanga mugore 1301 chikapera mugore 1400.

Pari zvino tiri muchizana 21 chakatanga mugore 2001 uye chinotarisirwa kupera mugore 2100.

Vanhu vekuYuropu vakapamba Afurika munguva yomukorezana we19; pakazopera mukorezana 20 Afurika yose yanga yawana rusununguko. Ghana ndiyo yakatanga kuwana rusununguko mugore ra1957 , Namibhiya ndiyo yakapedzisira mugore ra1990.

Nokumwe kutaura tingaturikira tichiti mwaka wechizana.