Chivhuramabwe

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Granizogigante2.jpg

Muchidzidzo cheTaranyika, chivhuramabwe (Hailstorm) zvinoreva mvura inoturuka iri tumagodo twemvura yakagwamba nechando kuita tumatombo. Tumatombo twechivhuramabwe utwu tunoti kana tuchinge twasvika pasi twobva twatanga kunyauka kushanduka kuva mvura nokuda kwehujoto hwakakwira pasi pacho. Mvura inonyungudika nokugwamba pahujoto 0oC.


Mune dzimwe nzvimbo chivhuramabwe chinoparadza zvirimwa chichiparura mashizha ezvirimwa zvikurusei zvirimwa zvine mashizha makuru sechibage nefodya.