Chivhuni

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti chivhuni (Brittleness in English) rinoreva kusatana kutyoka kwechinhu. Sokuti chimuti chaoma chine chivhuni kudarika chimuti chinyoro. Vamwe vatauri vanoti chihatsu. Shoko iri richange rakakosha kutsanangura simbi. Iron payakaya haina chivhuni, kana kuti haivhunike nhando.