Chishanu (mhoresa)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Handshake.jpg

Chishanu (handshake) zvinoreva kubatana chanza vanhu vachimhoresana. Mukutaura vanhu vanoti "Tikubatei chishanu" kureva kumhoresana.