Chinhoyi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chinhoyi iguta riri muZimbabwe.

Guta reChinhoyi riri kumadokero kwerwizi rweManyame, muMakonde, mudunhu reMashonaland West, muZimbabwe. Chinhoyi iri makiromita zana nemakumimashanu kubva muguta reHarare rinova guta guru muZimbabwe. Guta reChinhoyi riri mumugwagwa mukuru weA1 pakati peHarare neChirundu.