Chindini

Kubva Wikipedia

Chindini kana chindingaveni maitiro ekuti munhu anoda kuva iye wega anoitirwa zvakanaka kana kuwaniswa zvakanaka vamwe vachisara vasina kana kuti vachiwaniswa zvishoma pana iye wacho ane chindini.