Chikwata Buhera

Kubva Wikipedia

Buhera idunhu rinowanikwa kuManicaland Province kumabudazuva enyika yeZimbabwe. Riri kuchamhembe kwakadziva kumavirira eguta reMutare uye kuchamhembe kwakadziva kumabudaziva eguta reChivhu.

Upfumi hwedunhu reBuhera hunobva mumabasa ekurima zvirimwa zvakaita sechibage, mhunga, nyimo, mapfunde, nenzungu.

Buhera izita rakabva pazita rekuti uHera. uHera zinoreva nzvimbo yavaHera inova nzvimbo inogara vanhu verudzi rwavaShona vanoyera mutupo weShava. Vanhu ava vanowanikwa munzvimbo dzakaita semudunhu reChikomba kwaishe Mutekedza uye kuBuhera vanenge vari munzvimbo yashe Nyashanu.

Mazwi eBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]