Chikare (bonde)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chikare mumwe wemisambo paBonde; uyu ndiwo musambo wokunge mukadzi ari pasi akarara nemusana akavhura makumbo. Murume anouya pamusoro ari nepakati pemakumbo emukadzi odzika kusvika nhengo dzesikarudzi dzasangana. Musambo uyu unoda kuti murume azvisimbise akazvitsigira nemawoko ake.

Chikare ndiwo yemumwe Misambo yepaBonde unoshandiswa kazhinji. Vazhinji vanouda nokuti hauna mubvunzo yakawanda ndiwo unozivikanwa kunyanya uye hauite kunge wemusikanzwa.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro