Chigaro (chokugara)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chigaro (seat in English) mudziyo wekugarira. Zvigaro zvinosanganisira: cheya, sofa, bhenji, chituru.

  • Dendemadza mwana pachigaro: make the child sit up straight on the chair.
Cheya dzekuHubei, China

.