Chibvumirano

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chibvumirano (Agreement) zvinoreva chitsungo chakaitwa pakati pevanhu kana mapoka evanhu vachitenderana pane zvavanoda kuti vaite.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Mugore ra2008, Zanu-PF neMDC dzakanyorerana chibvumirano chokuti dziwumbe hurumende pamwechete.