Chibinge

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Chibinge (penalty; fine for breach of etiquette) zvinoreva kudarika murawu wezvinotarisirwa kunge zvichiitwa kana kusaitwa panzvimbo yauri. Iri izwi rinotaurwa zvikurusei panoroora mukomana, chibinge chichireva kukanganisa maererano netsika dzinotevedzwa pamusha patezvara.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Takura paakanoroora kwaMutare akaripiswa chibinge nokuti akanga apa musikana pamuvuri.