Kuchenga

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChenga)

Chenga kana kuchenga (keep close, preserve).

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chenga ose manhanga hapana risina mhodzi - apa kureva koshesa dzose, chengetedza - (value, be thrifty).
  • Vana vangu vakachengana nababa vavo kwazvo kwazvo - apa kureva, "my children are deeply attached to their father and he to them".
  • Chengera mwana kuti arege kutsikwa - apa kureva ita kuti mwana arambe ari pedyo.
  • Jengamai zvinoreva mwana anofarira kugara pedyo naamai vake zvakanyanya.
  • Jengadenga (Horizon in English) zvinoreva apo panoita kunge panosangana nyika nedenga.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaMambwe vanoti ulwanzi (horizon) kureva jengadenga.
  • VaFwe vanoti -cengeka (be close to) kureva kuchenga. Mamwe mazwi: -cenzi.