Chedza

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti chedza (Attempt, trial (made) zvinotaura kuyedza kuita chinhu zvikurusei icho chisiri nyore kuita. Shoko iri rinokwanisa kushandiswa kutsanangura inonzi experiment kuEnglish.


Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

  • Rega kuita chedza norukova - apa kureva kuti rega kuyedza kuyambuka rukova rwuzere. - make no attempt to cross the river.