Category:Mifungo

Kubva Wikipedia

Mupanda wezvinyorwa zvino unounganidza zvine chekuita nendangariro dzinofungwa nemunhu, nezvanonzwa pamoyo pake, dzingava hasha, mufaro, ruvengo, chisepe zvichingodaro. Zvakakosha kuunganidza pamwe zvinhu zvakafanana nokuti zvinotaridza kurongeka. Zvidzidzo zvatinodzidza kuChikoro neEnglish zvinounganidza panzvimbo imwe zvinhu zvakafanana, uye zvinopatsanura zvichipa musiyano wacho wezvinhu zvinoda kutodzana.

Mazanhi ari mumupanguro "Mifungo"

3 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 3.