Category:Mavambo

Kubva Wikipedia

Chinorwa chino chichange chichiunganidza mashoko ose anotaura kana kureva panovambira zvinhu kana chiitiko. Mashoko aya anosanganisira: mbambiro; mavambo; kutanga; dangwe; kudenha; kutsedura; kutinhura; kuparura; kuvarura zvichingodaro.

Mazanhi ari mumupanguro "Mavambo"

2 Mazanhi anotevera ari mumupanguro unowu, pakati pehwerengo ye 2.