Burundi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Republika y'u Burundi
Burundi
Flag of Burundi.svg Coat of arms of Burundi.svg
National motto: Unite, Travail, Progres
LocationBurundi.svg

Burundi inyika iri muDunhu reNyanza Huru dzeAfrica riri kuchamhembe kwakadziva kumabvazuva kweAfrica. Burundi yakakomberedzwa nenyika dzinoti: Rwanda kumaodzanyemba; Tanzania kumabvazuva nekuchamhembe neDemocratic Republic of the Congo kumadokero. Kuyangwe zvazvo Burundi nyika yakakomberedzwa nematunhu chikamu chikuru chenyika iyi chinoganhurana neNyanza Tanganyika. Gutaguru reBurundi rinonzi Bujumbura.

Mumwe yemutauro wenyika uyu unonzi Kirundu une mashoko anoda kunofanana neShona akati wande. Nyika iyi ine mhuri zhinji dzine zita remhuri rokuti Mugabe.



Africa
Algeria | Angola | Benin | Botswana | Burkina Faso | Burundi | Cameroon | Cape Verde | Central African Republic | Chad | Comoros | Democratic Republic of the Congo | Republic of the Congo | Côte d'Ivoire (Ivory Coast) | Djibouti | Egypt | Equatorial Guinea | Eritrea | Ethiopia | Gabon | Gambia | Ghana | Guinea | Guinea-Bissau | Kenya | Lesotho | Liberia | Libya | Madagascar | Malawi | Mali | Mauritania | Mauritius | Morocco | Mozambique | Namibia | Niger | Nigeria | Rwanda | São Tomé and Príncipe | Senegal | Seychelles | Sierra Leone | Somalia | South Africa | South Sudan | Sudan | Swaziland | Tanzania | Togo | Tunisia | Uganda | Zambia | Zimbabwe