Bumbiro (zvakakoshesa)

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti bumbiro (heart of the matter, integral part) rinokwanisa kureva zvinhu zvakakoshesa panhau iri kurehwa nezvayo zvinoti kana izvo zvisipo chirongwa chacho hachina chimiro, simba kana hukoshi hwakazara.

Muenzaniso[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Bumbiro reMutemo rinova chinyorwa chinounganidza zvakatarwa kuti dzive kodzero dzichachengetedzwa pamitemo yenyika yose ichazotarwa.
  • Bumbiro renyaya - kutaura zvacho zvinosunganidza nyaya zvinoti kana zvisipo toti hapana nyaya.
  • Jaji played an integral role in the building of Makuwatsine School - Jaji ndiye akabata bumbiro rebasa pakuvakwa kweChikoro cheMakuwatsine.