Bumbiro

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Shoko rokuti bumbiro (Collection kuEnglish) rinoreva kuunganidzwa kwezvinhu zvakafanana kana kuti zvine chinangwa chakafanana panzvimbo imwe. Somuenzaniso kune Bumbiro reMutemo rinova chinyorwa chinounganidza zvakatarwa kuti dzive kodzero chichachengetedzwa pamitemo yenyika yose ichazotarwa.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro