Bhuru
From Wikipedia
Bhuru (bull in English) imombe hono isina kuchekwa. Iyi ndiwo mukono unokwanisa kubereka. Bhuru rinoonekwa nenyundwa uye machende mahombe akarembera. Bhuru rinotaurwawo pamukono wedzimwe mhuka dzinosanganisira nyati, nzou; mhofu; nhoro; ngwarati nedzimwewo.
Mamwe mazita anoshandiswa ndeekuti ngunzi kana kuti handira.