Bhucha
From Wikipedia
Bhucha (Butcher's Shop) zvinoreva chitoro chinotengeswa nyama. Bhucaha ringava chitoro chakazvimirira choga kana kuti rinogona kuva mukati mechimwe chitoro chihombe chinotengesa zvokudya zvakawanda.
Mabhucha mazhinji muZimbabwe anotengesa nyama dzinoti: mombe, nguruve, huku, ne hove. Nyama yemusango inowanikwa zvishoma kumabhucha.