Bhande (chipfeko)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Belt-clothing.jpg

Bhande zvinoreva tambo yakagadzirirwa kusunga muchiuno kuti zvaipfeko zvisadonha kubva muchiuno. Mabhande anogadzirwa nedehwe, jira kana plastic. Sezvimwewo zvipfeko mabhande anopfekwa sezvishongo zvinoyevedza.

Rimwe zita rebhande nderekuti gwarada.