Bantu
From Wikipedia
Izwi rokuti Bantu rinoshandiswa kutsanagudza mitauro inotaurwa navatema vari kuChamhembe kweAfrica inoda kunotodzana pamazwi anotaurwa. Izwi iri rinotodza pakuti vanhu vari kuChemhembe kweAfrica vane mitauro yakafana uye vose pavanotaura shoko rokuti munhu vanosahndisa shoko rakada kufanana.
Sokuti: