Arab

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Rudzi rwemaArab rudzi rwevanhu vanowanikwa vakawanda mudunhu reMiddle East nekunyika dziri kumusoro kweAfrica. Ruzhinji rwevanhu ava vanotevedza chinamato cheIslam. Nyika dzinowanikwa maArab dzinosanganisira: Saudi Arabia, Jordan, Yemen, United Arab Emirates, Kuwait, Qatar, zvichingodaro.

Nhoroondo yevanhu vechiArab inoti vakaberekwa naAbraham anova ndiye murume mumwe chete akabereka vanhu verudzi rwaJudah.