Amai (mukadzi Wa-)

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Amai (Mrs in English) izwi rinoshandiswa sechivakamberi panoshevedzwa mukadzi akaroorwa. Apa shoko rokuti Amai rinozenge richiteverwa nezita remhuri yemurume akaroora mukadzi uyu.

Somuenzaniso Amai Muza zvinoreva mukadzi akaroorwa nemurume ane zita remhuri rokuti Muza. Amai izwi zve rinoshandisa kureva kuti " mom " muchirungu zvichireva kuti mukadzi akakubereka .

Tsumo[chinja | edit source]

  • Mukadzi wemumwe ndiambhuya.