Alfred Beit

Kubva Wikipedia
Alfred Beit

Alfred Beit mumwe wevarume ana muzvinabhizinisi vakashanda naCecil John Rhodes apo aitanga mabasa ake okutapa nyika dziri kuchamhembe kweAfrica. Alfred Beit akasiya mari inoshandiswa panopiwa Scholarship yeBeit Scholarship. Muzvikoro zvizhinji zvepamusoro muZimbabwe kunowanikwa apanie Beit Hall kana kuti Beit Lecture Theatre.

Zvikoro zvinoti: University of Zimbabwe, Harare Polytechnic neBulawayo Polytechnic zvose zvine chivakwa chakapiwa zita raBeit. MuHarare munowanikwawo chikoro chinonzi Alfred Beit. Kunonzi Beit ndiye ane zita rakapiwa kudhorobha reBeitbridge.

Murume uyu aive werudzi rwechiJudah.