Afughanistani

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuAfghanistan)
Islamic Republic of Afghanistanاسلامد افغانستان اسلامي جمهوریت
Rwiyo: ملی سرود, "Afghan National Anthem"

Afughanistani (kureva Afghanistan, Chiperusiya: افغانستان‎; muChipashito: Afġānistān‎) inyika iri muEzhiya. Pachihofisi inonzi Uamire we Chiyisalama we Afughanistani, inyika yakakomberedzwa yakagadzikwa kuma-crossroads e Ezhiya Yepakati ne Ezhiya ye kuchamhembe. Inowanzonzi Moyo we Ezhiya, yakaganhurwa ne Pakistani kumabvazuva ne kuchemhembe, Irani kumadokero, Turukimenistani kumaodzanyembaemadokero, Uzebhekistani kumaodzanyemba, Tajikistani kumaodzanyembaemabvazuva, uye Chayina kumaodzanyembaemabvazuva ne mabvazuva. Inotora 652,864 skweya makiromita (252,072 sk mi) ye chisi, nyika iyi izere ne ma-plains e makomo kumaodzanyemba ne kuchamhembechemadokero, anopatsanurwa ne rhenji ye gomo re Hindu Kush. Kubva muna 2021, ine huwandu we vanhu unosvika 40.2 miriyoni, vanosanganisa ruzhinji rwe rudzi rwe Vapashitu, Vatajiki, Vahazara, ne Vauzebheki.

Gutaguru rayo ndi Kabhul.


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni